Leviticus 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋgaape ɀimŋe ɀaɀo ciʋe cipo cake, cipiriso cinoitirwa Jehova nomŋoto; ɀinoti mafuta anofukidza ʋura, namafuta ose ari pamsoro poʋura,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kune zvaanopa anofanira kupa kuna Jehovha chipiriso ichi chakaitwa nomoto, mafuta ose anofukidza zvose zvomukati kana zvakabatana nazvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pachibayiro ichocho, ngaabvise mafuta anoputira zvomukati neari pazviri, apire kuna Tenzi mupiro unoitwa zvokupisa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ngaape zvimwe zvazvo chive chipo chake, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto; zvinoti mafuta anofukidza hura, namafuta ose ari pamusoro pehura,
Shona 2009?
Zvino ngaape zvimwe zvazvo chive chipo chake, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto; zvinoti mafuta anofukidza ura, namafuta ose ari pamusoro peura,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ngaape zvimwe zvazvo chive chipo chake, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto; zvinoti mafuta anofukidza hura, namafuta ose ari pamusoro pehura,