Leviticus 4:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nzombe yose iyo unofanira kuitakurira kunze kwemisasa, pakanaka, panorashirwa maɗota, ndokuipisira pamsoro pehuni nomŋoto; ŋgaipisirwe panorashirwa maɗota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvinoreva kuti zvose zvehando, anofanira kuzvibudisa kunze kwemisasa panzvimbo yakacheneswa, panorasirwa madota agozvipisa pamoto wehuni padurunhuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaatakure handira iyoyo yose aende nayo kunze kwematendhe pakachena panorasirwa dota. Ngaapise pamoto wehuni panorasirwa dota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nzombe yose iyo unofanira kuitakurira kunze kwemisasa, pakanaka, panorasirwa madota, ndokuipisira pamusoro pehuni nomoto; ngaipisirwe panorasirwa madota.
Shona 2009?
nzombe yose iyo unofanira kuitakurira kunze kwemisasa, pakanaka, panorasirwa madota, ndokuipisira pamusoro pehuni nomoto; ngaipisirwe panorasirwa madota.
Shona SUB 2002 Bible
nzombe yose iyo unofanira kuitakurira kunze kwemisasa, pakanaka, panorasirwa madota, nokuipisira pamusoro pehuni nomoto; ngaipisirwe panorasirwa madota.