Leviticus 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋuŋgano yose yaIsraeri ikatadza, cinhu ico cikasazikanwa neʋuŋgano, kana ʋakaita cimŋe ceɀinhu ɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, ʋakapara mhaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana ungano yose yaIsraeri ikatadza nokusaziva ikaita zvisingatenderwi pamirayiro ipi zvayo yaJehovha, kunyange ungano isingazivi kuti chii chakaitika, vose vane mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana riri gungano rose ravaIsiraeri rinenge ratadzira Tenzi mukusaziva asi zviri zvakavandika kumaziso egungano vapara mhosva yokuita chimwe chezvakarambidzwa naTenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ungano yose yaIsiraeri ikatadza, chinhu icho chikasazikanwa neungano, kana vakaita chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, vakapara mhaka;
Shona 2009?
"Kana ungano yose yaIsiraeri ikatadza, chinhu icho chikasazikamwa neungano, kana vakaita chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, vakapara mhaka;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ungano yose yaIsiraeri ikatadza nokusaziva chinhu ichocho chikasazikanwa neungano, kana vakaita chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, vakapara mhaka;