Leviticus 4:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana munhu akatadza nokusaziʋa pacinhu cimŋe ceɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, akaita cimŋe caɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuvana veIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatadza nokusaziva akaita zvisingabvumirwi pamurayiro upi zvawo waJehovha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri kuti, ‘Zvingaitike kuti munhu anotadzira Tenzi, mukusaziva, achityora mutemo wake achiita zvinorambidzwa nomutemo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana munhu akatadza nokusaziva pachinhu chimwe chezvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akaita chimwe chazvo;
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti, `Kana munhu akatadza nokusaziva pachinhu chimwe chezvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akaita chimwe chazvo;
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti, ‘Kana munhu akatadza nokusaziva pachinhu chimwe chezvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akaita chimwe chazvo;