Leviticus 4:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mukuru akatadza, akaita nokusaziʋa cimŋe ceɀinhu ɀose ɀakarairwa naJehova Mŋari wake kuti ɀirege kuitwa, akapara mhaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana mutungamiri akatadza nokusaziva, akaita zvinorambidzwa pamirayiro ipi zvayo yaJehovha Mwari wake, ane mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mutongi ari iye atadzira Mwari mukusaziva apara mhosva yokuita zvinorambidzwa naTenzi Mwari wake, chitadzo chaakapara ozochiziviswa hake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana mukuru akatadza, akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvose zvakarairwa naJehovha Mwari wake kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka;
Shona 2009?
"Kana mukuru akatadza, akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvose zvakarairwa naJehovha Mwari wake kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana mukuru akatadza, akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvose zvakarairwa naJehovha Mwari wake kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka;