Leviticus 4:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mumŋe waʋanhu ɀaʋo akatadza akaita nokusaziʋa cimŋe ceɀinhu ɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, akapara mhaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana nhengo yeungano yavanhu ikatadza nokusaziva uye ikaita zvisingabvumirwi mumurayiro upi noupi waJehovha, ine mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana ari mumwe munhuwo zvake atadzira Mwari mukusaziva, apara mhosva yokuita zvakarambidzwa naTenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana mumwe wavanhu zvavo akatadza akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka;
Shona 2009?
"Kana mumwe wavanhu zvavo akatadza akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana mumwe wavanhu zvavo akatadza akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka;