Leviticus 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana muprista wakazodzwa akatadza, akapinza ʋanhu pamhoȿa, unofanira kuʋigira Jehova nzombe ɗuku isinemhoȿa, nokuɗa kweɀiʋi ɀake ɀaakatadza, kuti ciʋe cipiriso ceɀiʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana muprista akazodzwa, akatadza akauyisa mhosva pamusoro pavanhu, anofanira kuuya kuna Jehovha nehando diki isina kuremara sechibayiro chechivi, nokuda kwechivi chaakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana ari mupristi akazodzwa atadzira Mwari achiita kuti vanhu vave nemhosva, ngaapire kuna Tenzi handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi, achiripira chitadzo chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana mupristi wakazodzwa akatadza, akapinza vanhu pamhosva, anofanira kuvigira Jehovha nzombe duku isina mhosva, nokuda kwezvivi zvake zvaakatadza, kuti chive chipiriso chezvivi.’
Shona 2009?
kana muprista wakazodzwa akatadza, akapinza vanhu pamhosva, anofanira kuvigira Jehovha nzombe duku isina mhosva, nokuda kwezvivi zvake zvaakatadza, kuti chive chipiriso chezvivi.'
Shona SUB 2002 Bible
kana mupristi wakazodzwa akatadza, akapinza vanhu pamhosva, anofanira kuvigira Jehovha nzombe duku isina chipomerwa, nokuda kwezvivi zvake zvaakatadza, kuti chive chipiriso chezvivi.’