Leviticus 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akatadza, ari capupu akapikirwa kupupura cinhu caakaʋona, kana caanoziʋa, akasaɗudza, ucaʋa nemhoȿa yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana munhu akatadza nokuti aramba kupa uchapupu iye achinzi ape uchapupu pamusoro pezvaakaona kana zvaakanzwa, achava nemhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munhu anenge anzi nedare, ngaapupure nezvemhosva yaanoziva kana kuti yaakaona, kana akarega kudaro apara mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana munhu akatadza, ari chapupu akapikirwa kupupura chinhu chaakaona, kana chaanoziva, akasadudza, achava nemhosva yake.
Shona 2009?
"Kana munhu akatadza, ari chapupu akapikirwa kupupura chinhu chaakaona, kana chaanoziva, akasadudza, achava nemhosva yake.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana munhu akatadza, ari chapupu akapikirwa kupupura chinhu chaakaona, kana chaanoziva, akasadudza, achava nemhosva yake.