Leviticus 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Yecipiri ŋgaaite nayo cipiriso cinopiswa, seɀamakarairwa; muprista amuyananisire pamsoro peɀiʋi ɀaakatadza, akaŋganwirwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muprista achapa chimwe chacho sechipiriso chinopiswa nenzira yakatarwa agomuyananisira pachivi chaakaita, uye acharegererwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ngaapire shiri yechipiri ive mupiro wokupisa maererano nomurao. Mupristi ngaapire mupiro wokupfupira chitadzo ichocho pamusana pechitadzo chakaitwa nomunhu iyeyo, anobva aregererwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Yechipiri ngaaite nayo chipiriso chinopiswa, sezvamakarairwa; mupristi amuyananisire pamusoro pezvivi zvaakatadza, akanganwirwe.
Shona 2009?
Yechipiri ngaaite nayo chipiriso chinopiswa, sezvamakarairwa; muprista amuyananisire pamusoro pezvivi zvaakatadza, akangamwirwe.
Shona SUB 2002 Bible
Yechipiri ngaaite nayo chipiriso chinopiswa, sezvamakarairwa; mupristi amuyananisire pamusoro pezvivi zvaakatadza, akanganwirwe.