Leviticus 5:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaatsiʋe cinhu caakatadza pacinhu citȿene, awedzere paciri cimŋe ceshanu caco, acipe muprista, muprista agomuyananisira negondobge recipiriso cemhoȿa, akaŋganwirwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kuripira zvaakatadza kuita maererano nezvinhu zvitsvene, agowedzera chikamu chimwe chete kubva muzvishanu agopa zvose kumuprista, achamuyananisira negondohwe sechipiriso chemhosva, uye acharegererwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofanira kudzosera pakare zvinhu zvinoera zvaaifanira kunge akapa. Pazvikamu zvishanu zvakaenzana, ngapapamhidzirwe chimwechete, achipe kumupristi. Mupristi ngaamupirire chibayiro chokupfupira zvitadzo nehondohwe iya yemupiro wokuripa mhosva. Chitadzo chake chonobva charegererwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaatsive chinhu chaakatadza pachinhu chitsvene, awedzere pachiri chimwe cheshanu chacho, achipe mupristi, mupristi agomuyananisira negondohwe rechipiriso chemhosva, akanganwirwe.
Shona 2009?
Ngaatsive chinhu chaakatadza pachinhu chitsvene, awedzere pachiri chimwe cheshanu chacho, achipe muprista, muprista agomuyananisira negondobwe rechipiriso chemhosva, akangamwirwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ngaatsive chinhu chaakatadza pachinhu chitsvene, awedzere pachiri chimwe cheshanu chacho, achipe mupristi, mupristi agomuyananisira negondohwe rechipiriso chemhosva, akanganwirwe.