Leviticus 5:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akatadza, akaita cinhu cimŋe ceɀinhu ɀakaŋga ɀarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa; kunyaŋge asina‐kuziʋa, unemhoȿa, mhaka unayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana munhu akatadza uye akaita zvisingabvumirwi pamirayiro ipi zvayo yaJehovha, kunyange asingazvizivi, ane mhosva uye achava nemhaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ani naani anenge atadza mukusaziva, apara zvakarambidzwa naTenzi apara mhosva, anofanira kutakura mutoro wemhosva yake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana munhu akatadza, akaita chinhu chimwe chezvinhu zvakanga zvarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa; kunyange asina kuziva, une mhosva, mhaka unayo.
Shona 2009?
"Kana munhu akatadza, akaita chinhu chimwe chezvinhu zvakanga zvarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa; kunyange asina kuziva, une mhosva, mhaka unayo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana munhu akatadza, akaita chinhu chimwe chezvinhu zvakanga zvarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa; kunyangwe asina kuziva, ane mhosva, uchatakura kutadza kwake.