Leviticus 6:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zino ŋgaatsamure tsama imŋe yake yoʋupfu bgakatsetseka bgecipiriso coʋupfu, namamŋe mafuta aco, neɀinonhuwira ɀose ɀiri pamsoro pecipiriso coʋupfu, aɀipise pamsoro peartari, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka, cokuraŋgaridza caco, kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista anofanira kutora tsama youpfu hwakatsetseka namafuta, pamwe chete nezvinonhuwira zvose pachipiriso chezviyo agopisa chikamu chechirangaridzo paaritari sezvinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe wavo anofanira kunokora chanza chizere choupfu hwekoroni, hwakatsetseka, hwemupiro wembesanwa hwechirango, namafuta ahwo, norusenzi rwose rwuri pamupiro wembesanwa, apise paatari, kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ngaatsamure tsama imwe yake youpfu, namamwe mafuta acho, nezvinonhuwira zvose zviri pamusoro pechipiriso choupfu, azvipise pamusoro peatari, chive chinonhuwira zvakanaka, chokurangaridza chacho, kuna Jehovha.
Shona 2009?
Zvino ngaatsamure tsama imwe yake youpfu, namamwe mafuta acho, nezvinonhuhwira zvose zviri pamusoro pechipiriso choupfu, azvipise pamusoro pearitari, chive chinonhuhwira zvakanaka, chokurangaridza chacho, kuna Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ngaatsamure tsama imwe yake youpfu, namamwe mafuta acho, nezvinonhuwira zvose zviri pamusoro pechipiriso choupfu, azvipise pamusoro peatari, chive chinonhuwira zvakanaka, chokurangaridza chacho, kuna Jehovha.