Leviticus 6:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi hari yevu mayakaɓikirwa, inofanira kuputswa; kana yakaɓikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hari yevhu inobikirwa nyama inofanira kuputswa; asi kana zvikabikwa mupoto yendarira, poto inofanira kukweshwa igosukurudzwa nemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hari yevhu inenge yabikirwa nyama iyoyo ngaiputswe. Asi kana yabikirwa mupoto yondarira kweshai poto iyoyo muisukurudze nemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi hari yevhu mayakabikirwa, inofanira kuputswa; kana yakabikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura.
Shona 2009?
Asi hari yevhu mayakabikirwa, inofanira kuputswa; kana yakabikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura.
Shona SUB 2002 Bible
Asi hari yevhu mayakabikirwa, inofanira kuputswa; kana yakabikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura.