Leviticus 6:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana cinhu cipi necipi caakaŋga apika nhema pamsor paco; ŋgaacidzose cose, awedzere kwaciri ceshanu caco, acipe muridzi waco nomusi waanowanikwa kuti unemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana kuti chipi zvacho chaakapupura nhema pamusoro pacho. Anofanira kudzorera zvakazara owedzera chikamu chimwe chete kubva muzvishanu pazviri agopa zvose kumuridzi pazuva raanouya nechipiriso chemhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunyange chiya chaakatopika nezvacho zvenhema. Ngaachidzosere chakanyatsokwana, anofanira kuwedzera chikamu cheshanu pachiri achipe kumuridzi wacho musi wokupira chibayiro chake chokupfupira zvitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana chinhu chipi nechipi chaakanga apika nhema pamusoro pacho; ngaachidzose chose, awedzere kwachiri cheshanu chacho, achipe muridzi wacho nomusi waanowanikwa kuti ane mhosva.
Shona 2009?
kana chinhu chipi nechipi chaakanga apika nhema pamusoro pacho; ngaachidzose chose, awedzere kwachiri cheshanu chacho, achipe muridzi wacho nomusi waanowanikwa kuti ane mhosva.
Shona SUB 2002 Bible
kana chinhu chipi nechipi chaakanga apika nhema pamusoro pacho; ngaachidzose chose, awedzere kwachiri cheshanu chacho, achipe muridzi wacho nomusi waanowanikwa kuti ane mhosva.