Leviticus 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino muprista amuyananisire pamberi paJehova, akaŋganwirwe pamsoro pemhoȿa ipi neipi yaakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nenzira iyi muprista achamuyananisira pamberi paJehovha uye acharegererwa pane zvose zvaakaita zvakamuita kuti ave nemhosva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi anofanira kumupirira mupiro wokupfupira zvitadzo pana Tenzi aregererwe.” Munhu iyeyo anoregererwa chaakakanganisa panyaya dzezvinhu zvingakanganiswe navanhu vachipara mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino mupristi amuyananisire pamberi paJehovha, akanganwirwe pamusoro pemhosva ipi neipi yaakaita.”
Shona 2009?
zvino muprista amuyananisire pamberi paJehovha, akangamwirwe pamusoro pemhosva ipi neipi yaakaita."
Shona SUB 2002 Bible
zvino mupristi amuyananisire pamberi paJehovha, akanganwirwe pamusoro pemhosva ipi neipi yaakaita.”