Leviticus 7:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cipiriso cimŋe necimŋe coʋupfu, cakakanyiwa namafuta, kana cakawoma, cinofanira kupiwa ʋanakomana ʋose ʋaAroni, mumŋe nomumŋe, ʋacienzaniswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye zvipiriso zvose zvezviyo zvingava zvakasangana namafuta kana zvakaoma, ndezvavanakomana vaAroni, mumwe nomumwe, zvakamuringana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupiro wose wose zvawo wembesanwa, ungave zvawo weupfu hwakakanyiwa namafuta kana hwakaoma, ndewevanakomana vose vekwaAroni pasina zvokusarudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chipiriso chimwe nechimwe choupfu, chakakanyiwa namafuta, kana chakaoma, chinofanira kupiwa vanakomana vaAroni, mumwe nomumwe, vachienzaniswa.
Shona 2009?
Chipiriso chimwe nechimwe choupfu, chakakanyiwa namafuta, kana chakaoma, chinofanira kupiwa vanakomana vaAroni, mumwe nomumwe, vachienzaniswa.
Shona SUB 2002 Bible
Chipiriso chimwe nechimwe choupfu, chakakanyiwa namafuta, kana chakaoma, chinofanira kupiwa vanakomana vaAroni, mumwe nomumwe, vachienzaniswa.