Leviticus 7:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyama yeciɓayiro ceɀipiriso ɀake ɀokuyananisa ɀokuʋoŋga naɀo inofanira kudyiwa nomusi waanopa cipo cake; haafaniri kusiya cimŋe caco kuȿikira maŋgwanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyama yechipiriso chake chokuwadzana chokuvonga inofanira kudyiwa musi wainopiwa. Haafaniri kusiya imwe kusvikira mangwanani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyama yechibayiro chomupiro wake wokuwadzana, wokutenda ngaidyiwe zuva rakarero rainenge yapirwa. Ngaarege kusiya nyama yayo kusvikira mangwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyama yechibayiro chezvipiriso zvake zvokuyananisa zvokuvonga nazvo inofanira kudyiwa nomusi waanopa chipo chake; haafaniri kusiya chimwe chacho kusvikira mangwanani.
Shona 2009?
Nyama yechibayiro chezvipiriso zvake zvokuyananisa zvokuvonga nazvo inofanira kudyiwa nomusi waanopa chipo chake; haafaniri kusiya chimwe chacho kusvikira mangwanani.
Shona SUB 2002 Bible
Nyama yechibayiro chezvipiriso zvake zvokuyananisa zvokuvonga nazvo inofanira kudyiwa nomusi waanopa chipo chake; haafaniri kusiya chimwe chacho kusvikira mangwanani.