Leviticus 7:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ciɓayiro cecipo cake ciri cinhu caakapika, kana cipo cokuɗa kwake, cinofanira kudyiwa nomusi waanoɓayira ciɓayiro cake; ɀakasara paɀiri ɀinofanira kudyiwa maŋgwanani;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Kana chipiriso chake chiri chemhiko kana kuti chiri chipiriso chokungopawo, chibayiro ichocho chichadyiwa musi wachinopiwa, asi chinhu chose chinosara chinogona kudyiwa musi unotevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana chibayiro chake chiri chezvaakambotsidza kupa, kana kuti uri mupiro waakasarudza kupira nomwoyo wake, ngachidyiwe musi wakarewo wachaurayiwa. Nyama inenge yasara inogona zvayo kudyiwa ramangwana acho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana chibayiro chechipo chake chiri chinhu chaakapika, kana chipo chokuda kwake, chinofanira kudyiwa nomusi waanobayira chibayiro chake; zvakasara pazviri zvinofanira kudyiwa mangwanani;
Shona 2009?
"Asi kana chibayiro chechipo chake chiri chinhu chaakapika, kana chipo chokuda kwake, chinofanira kudyiwa nomusi waanobayira chibayiro chake; zvakasara pazviri zvinofanira kudyiwa mangwanani;
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana chibayiro chechipo chake chiri chinhu chaakapika, kana chipo chokuda kwake, chinofanira kudyiwa nomusi waanobayira chibayiro chake; zvakasara pazviri zvinofanira kudyiwa mangwanani;
Recommended Reading