Leviticus 7:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyama yakaɓatana necinhu cisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomŋoto. Asi imŋe nyama mumŋe nomumŋe wakanatswa uŋgaidya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Nyama inogunzva chisina kucheneswa haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa. Kana iri imwe nyama, munhu wose akacheneswa anogona kuidya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyama inenge yagunzvana nechinhu chipi nechipi zvacho chakan'ora haifanire kudyiwa, ngaipiswe nomoto. “Ani naani asina kun'ora anobvumirwa zvake kudya nyama,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyama yakabatana nechinhu chisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomoto. “Asi imwe nyama mumwe nomumwe wakanatswa ungaidya.
Shona 2009?
Nyama yakabatana nechinhu chisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomoto. "Asi imwe nyama mumwe nomumwe wakanatswa ungaidya.
Shona SUB 2002 Bible
Nyama yakabatana nechinhu chisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomoto. “Asi imwe nyama mumwe nomumwe wakanatswa ungaidya.