Leviticus 7:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi munhu unodya nyama yeciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, ɀiri ɀaJehova, aciri netȿina yake, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana munhu asina kuchena akadya nyama iyi yokuwadzana yaJehovha, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi munhu anodya nyama iyoyo yechibayiro chaTenzi chomupiro wokuwadzana iye aine chinhu chinon'oresa munhu, anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi munhu unodya nyama yechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, zviri zvaJehovha, achiri netsvina yake, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.
Shona 2009?
Asi munhu unodya nyama yechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, zviri zvaJehovha, achiri netsvina yake, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi munhu unodya nyama yechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, zviri zvaJehovha, achiri netsvina yake, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.