Leviticus 7:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Musadya mafuta, kana eŋombe, kana egwai, kana embudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuvana veIsraeri, ‘Musadya mafuta api zvawo emombe, makwai kana mbudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iti kuvaIsiraeri musadye mafuta api neapi zvawo, kana emombe, kana ehwai, kana embudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Musadya mafuta, kana emombe, kana egwai, kana embudzi.
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri, uti, `Musadya mafuta, kana emombe, kana egwai, kana embudzi.
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri, uti, ‘Musadya mafuta, kana emombe, kana egwai, kana embudzi.