Leviticus 7:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kudya ropa ripi neripi, kana riri reshiri, kana reɀipfuwo, padzimba dzenyu dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwose kwose kwamunogara hamufaniri kudya ropa reshiri kana mhuka ipi zvayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwose kwose zvako kwamuchandogara musadye ropa, ringave reshiri kana remhuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kudya ropa ripi neripi, kana riri reshiri, kana rezvipfuwo, padzimba dzenyu dzose.
Shona 2009?
Regai kudya ropa ripi neripi, kana riri reshiri, kana rezvipfuwo, padzimba dzenyu dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kudya ropa ripi neripi, kana riri reshiri, kana rezvipfuwo, padzimba dzenyu dzose.