Leviticus 7:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu upi zvake akadya ropa, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wose zvake anodya ropa ripi neripi zvaro anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.”
Shona 2009?
Ani naani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake."
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani unodya ropa ripi neripi, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.”