Leviticus 7:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
maʋoko ake amene anofanira kuʋuya neɀipiriso ɀinoitirwa Jehova nomŋoto; ŋgaaʋuye namafuta pamŋe cete necityu, kuti cityu cizuŋguzirwe, ciʋe cipiriso cinozuŋguzirwa pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Namaoko ake anofanira kuuya nechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto, anofanira kuuya namafuta pamwe chete nechityu, agoninira chityu kuna Jehovha sechipiriso chokuninira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ngaatore zvemupiro waTenzi unoita zvokupiswa, auye akazvibata mumaoko iye pachake. Ngaauye nemafuta pamwechete nechityu, avheyese chityu, achisimudzire kuna Tenzi, somupiro unosimudzirwa uchipirwa kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
maoko ake amene anofanira kuuya nezvipiriso zvinoitirwa Jehovha nomoto; ngaauye namafuta pamwechete nechityu, kuti chityu chizunguzirwe, chive chipiriso chinozunguzirwa pamberi paJehovha.’
Shona 2009?
maoko ake amene anofanira kuuya nezvipiriso zvinoitirwa Jehovha nomoto; ngaauye namafuta pamwechete nechityu, kuti chityu chizunguzirwe, chive chipiriso chinozunguzirwa pamberi paJehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
maoko ake amene anofanira kuuya nezvipiriso zvinoitirwa Jehovha nomoto; ngaauye namafuta pamwechete nechityu, kuti chityu chizunguzirwe, chive chipiriso chinozunguzirwa pamberi paJehovha.’