Leviticus 7:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
netȿo mbiri, namafuta ari pamsoro padzo, ari paciʋuno, namafuta ari pamsoro peciropa, ŋgaaɀibvise pamŋe cete netȿo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
itsvo mbiri namafuta ari padziri pedyo nechiuno, uye zvakafukidza chiropa, zvinofanira kubviswa pamwe chete neitsvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
netsvo mbiri namafuta ari pakatinginika petsvo nedivi rechiropa rakareba, nechinyama chapachiropa chaachabvisa pamwechete netsvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
netsvo mbiri, namafuta ari pamusoro padzo, ari pachiuno, namafuta ari pamusoro pechiropa, ngaazvibvise pamwechete netsvo.
Shona 2009?
netsvo mbiri, namafuta ari pamusoro padzo, ari pachiuno, namafuta ari pamusoro pechiropa, ngaazvibvise pamwechete netsvo.
Shona SUB 2002 Bible
netsvo mbiri, namafuta ari pamusoro padzo, ari pachiuno, namafuta ari pamusoro pechiropa, ngaazvibvise pamwechete netsvo.