Leviticus 8:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaiɓaya; Mosesi ndokutora ropa, ndokuriisa panyaŋga dzeartari kunhiʋi dzose nomunwe wake, akanatsa artari, ndokuɗururira ropa mujiŋga meartari, akaitsaura, kuti aiyananisire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akabaya hando akatora rimwe ropa rayo, akariisa panyanga dzose dzearitari kuti achenese aritari. Akadurura rimwe ropa rose mujinga mearitari. Naizvozvo akaitsaura kuti aiyananisire.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaiuraya, akatora ropa rayo, akanyika munwe wake muropa iroro akariisa pane zvinenge nyanga achizvitenderedza, akanatsa atari, akadururira ropa nechepasi peatari achiikumikidza kuna Mwari achiichenura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaibaya; Mosesi ndokutora ropa, ndokuriisa panyanga dzeatari kunhivi dzose nomunwe wake, akanatsa atari, ndokudururira ropa mujinga meatari, akaitsaura, kuti aiyananisire.
Shona 2009?
akaibaya; Mozisi ndokutora ropa, ndokuriisa panyanga dzearitari kunhivi dzose nomumwe wake, akanatsa aritari, ndokudururira ropa mujinga mearitari, akaitsaura, kuti aiyananisire.
Shona SUB 2002 Bible
akaibaya; Mosesi ndokutora ropa, ndokuriisa panyanga dzeatari kunhivi dzose nomunwe wake, akanatsa atari, ndokudururira ropa mujinga meatari, akaitsaura, kuti aiyananisire.