Leviticus 8:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatora mafuta ose akaŋga ari pamsoro poʋura, namafuta akaŋga ari pamsoro peciropa, netȿo mbiri, namafuta adzo, Mosesi akaɀipisa paartari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akatora mafuta ose akanga akafukidza nhengo dzomukati, akanga akafukidza chiropa, neitsvo mbiri namafuta adzo, akazvipisa paaritari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akatora mafuta ose ayo pane zvomukati nechinyama chepachiropa netsvo mbiri namafuta ari padziri, akazvipisa paatari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatora mafuta ose akanga ari pamusoro poura, namafuta akanga ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta adzo, Mosesi akazvipisa paatari.
Shona 2009?
Akatora mafuta ose akanga ari pamusoro poura, namafuta akanga ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta adzo, Mozisi akazvipisa paaritari.
Shona SUB 2002 Bible
Akatora mafuta ose akanga ari pamusoro poura, namafuta akanga ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta adzo, Mosesi akazvipisa paatari.