Leviticus 8:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatora mafuta neɓemhe, namafuta ose akaŋga ari pamsoro poʋura, namafuta akaŋga ari pamsoro peciropa, netȿo mbiri, namafuta adzo, neɓandauko rorudyi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatora mafuta, chimuswe chakakora, mafuta ose akafukidza ura, akafukidza chiropa, itsvo mbiri namafuta adzo nechidya chokurudyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatora mafuta nemuswe, wakakora, nemafuta ose akaputira zvomukati, nechinyama chepachiropa nemafuta ari padziri, netsvo mbiri nechidya chokurudyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatora mafuta nebhemhe, namafuta ose akanga ari pamusoro poura, namafuta akanga ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta adzo, nebandauko rorudyi;
Shona 2009?
Akatora mafuta nebemhe, namafuta ose akanga ari pamusoro poura, namafuta akanga ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta adzo, nebandauko rorudyi;
Shona SUB 2002 Bible
Akatora mafuta nebhemhe, namafuta ose akanga ari pamusoro poura, namafuta akanga ari pamusoro pechiropa, netsvo mbiri, namafuta adzo, nebandauko rorudyi;