Leviticus 8:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaisa ɀose pamaʋoko aAroni, napamaʋoko aʋanakomana ʋake, akaɀizuŋguzira pamberi paJehova, kuti ciʋe cipiriso cinozuŋguzirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa zvose mumaoko aAroni neevanakomana vake uye vakazvininira kuna Jehovha sechipiriso chokuninira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaisa zvose pamaoko aAroni, napamaoko avanakomana vake, akazvizunguzira pamberi paJehovha, kuti chive chipiriso chinozunguzirwa.
Shona 2009?
akaisa zvose pamaoko aAroni, napamaoko avanakomana vake, akazvizunguzira pamberi paJehovha, kuti chive chipiriso chinozunguzirwa.
Shona SUB 2002 Bible
akaisa zvose pamaoko aAroni, napamaoko avanakomana vake, akazvizunguzira pamberi paJehovha, kuti chive chipiriso chinozunguzirwa.