Leviticus 8:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀakaitwa zuʋa ranhasi, Jehova wakaraira kuti ɀiitwe saiɀoɀo, kuti muyananisirwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvaitwa nhasi zvakarayirwa naJehovha kuti akuyananisirei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaitwa nhasi uno izvi, ndozvakanzi naTenzi zviitwe, kupfupira zvitadzo zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvakaitwa zuva ranhasi, Jehovha wakaraira kuti zviitwe saizvozvo, kuti muyananisirwe.
Shona 2009?
Sezvakaitwa zuva ranhasi, Jehovha wakaraira kuti zviitwe saizvozvo, kuti muyananisirwe.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvakaitwa zuva ranhasi, Jehovha wakaraira kuti zviitwe saizvozvo, kuti muyananisirwe.