Leviticus 8:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akati kuʋuŋgano: Ndiɀo ɀakarairwa naJehova kuti ɀiitwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati kuungano, “Izvi ndizvo zvarayirwa naJehovha kuti zviitwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akataurira gungano rose achiti, “Zvandava kuita izvi, ndozvakanzi naTenzi zviitwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akati kuungano, “Ndizvo zvakarairwa naJehovha kuti zviitwe.”
Shona 2009?
Zvino Mozisi akati kuungano, "Ndizvo zvakarairwa naJehovha kuti zviitwe."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akati kuungano, “Ndizvo zvakarairwa naJehovha kuti zviitwe.”