Leviticus 9:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akasuka ʋura namakumbo, akaɀipisa pamsoro peartari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akasuka ura namakumbo akazvipisa pamusoro pechipiriso chinopiswa paaritari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akasuka zvomukati namazondo akazvipisa paatari pamwechete nomupiro wokupisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akasuka ura namakumbo, akazvipisa pamusoro peatari.
Shona 2009?
Akasuka ura namakumbo, akazvipisa pamusoro pearitari.
Shona SUB 2002 Bible
Akasuka ura namakumbo, akazvipisa pamusoro peatari.