Leviticus 9:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaʋuya necipiriso cinopiswa, akaciɓayira seɀakaŋga ɀarairwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akauya nechipiriso chinopiswa akachipa nenzira yakatarwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaunzazve chibayiro chomupiro wokupisa akachipira maererano nezviri pamurao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akauya nechipiriso chinopiswa, akachibayira sezvakanga zvarairwa.
Shona 2009?
Ipapo akauya nechipiriso chinopiswa, akachibayira sezvakanga zvarairwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akauya nechipiriso chinopiswa, akachibayira sezvakanga zvarairwa.