Leviticus 9:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mosesi akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova kuti muciite, kuti kubginya kwaJehova kuɀiratidze kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akati, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha kuti muite kuti kubwinya kwaJehovha kugoratidzwa kwamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akati, “Izvozvi ndizvo zvakanzi naTenzi muite. Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuchazviratidza kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mosesi akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha kuti muchiite, kuti kubwinya kwaJehovha kuzviratidze kwamuri.”
Shona 2009?
Ipapo Mozisi akati, "Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha kuti muchiite, kuti kubwinya kwaJehovha kuzviratidze kwamuri."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mosesi akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha kuti muchiite, kuti kubwinya kwaJehovha kuzviratidze kwamuri.”