Luke 1:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa waShe wakaʋonekwa naye, amire kurudyi rweartari yeɀinonhuwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mutumwa waShe akazviratidza kwaari, akamira kurutivi rworudyi rwearitari yezvinonhuwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa waIshe akaonekwa naye, amire kurudyi rwearitari yezvinonhuwira.
Shona 2009?
Zvino kwakavonekwa kwaari mutumwa waShe, amire kurutivi rworudyi rwearitari yezvifungaidzo zvinonhuhwira.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa waIshe akaonekwa naye, amire kurudyi rweatari yezvinonhuwira.