Luke 1:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucadzorera ʋazhinji ʋaʋana ʋaIsraeri kunaShe, Mŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achadzorera vanhu vazhinji vaIsraeri kuna She Mwari wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achazodzorera vazhinji vavaIsiraeri kuna Tenzi Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achadzorera vazhinji vavana vaIsiraeri kuna Ishe, Mwari wavo.
Shona 2009?
Zvino vazhinji vavana vaIsraeri uchadzorera kunaShe Mwari wavo;
Shona SUB 2002 Bible
Achadzorera vazhinji vevana VaIsiraeri kuna Ishe, Mwari wavo.