Luke 1:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zakaria akati kumutumŋa: Iɀoɀi ndicaɀiziʋa seiko? Nokuti ini ndaʋa mutana, nomukadzi waŋgu wacembera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zekaria akabvunza mutumwa akati, “Ndichazviziva seiko izvi? Ini ndava murume mutana uye mukadzi wangu achembera kwazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zakariya akati kumutumwa, “Ndingazive seiko zvinhu izvi? Ini ndakwegura uye mudzimai wangu achembera?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zekariya akati kumutumwa, “Izvozvi ndichazviziva seiko? Nokuti ini ndava harahwa, nomukadzi wangu achembera.”
Shona 2009?
Zakaria akati kumutumwa: Izvozvi ndichazviziva seiko? Nokuti ini ndava munhu wakwegura, nomukadzi wangu wakwegura kwazvo pamakore.
Shona SUB 2002 Bible
Zekariya akati kumutumwa, “Izvozvi ndichazviziva seiko? Nokuti ini ndava harahwa, nomukadzi wangu achembera.”