Luke 1:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀandakaitirwa naShe namazuʋa aaka ndi tarira, kuti abvise kunyadzwa kwaŋgu pakati paʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati mumwoyo make, “Ishe andiitira izvi. Mumazuva ano akaratidza nyasha dzake uye akabvisa kunyadziswa kwangu pakati pavanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndozvandakaitirwawo naTenzi pamazuva aakandiringa kuti andibvise nyadzi pamberi pavanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndizvo zvandakaitirwa naIshe namazuva aakanditarira, kuti abvise kunyadzwa kwangu pakati pavanhu.”
Shona 2009?
Ndizvo zvandakaitirwa naShe namazuva aaka\add ndi\add*tarira, kuti abvise kunyadzwa kwangu pakati pavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndizvo zvandakaitirwa naIshe namazuva aakanditarira, kuti abvise kunyadzwa kwangu pakati pavanhu.”