Luke 1:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kumhandara yakaŋga yanyeŋgwa nomurume, wainzi Josefa, weimba yaDavidi; zita remhandara rainzi Maria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kumhandara yakanga yatsidzira kuwanikwa nomurume ainzi Josefa, chizvarwa chaDhavhidhi. Zita remhandara iyi rainzi Maria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kumhandara yakanga ichangoroorwa nomurume ainzi Josefi, wemba yaDhavhidhi; zita remhandara iyi rainzi Maria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kumhandara yakanga yakaroorwa nomurume, ainzi Josefa, weimba yaDhavhidhi; zita remhandara rainzi Maria.
Shona 2009?
kumhandara, yakanga yatsidza kuwanikwa nomurume, zita rake raiva Josefa, weimba yaDhavhidhi; zita remhandara \add rainzi\add* Maria.
Shona SUB 2002 Bible
kumhandara yakanga yakaroorwa nomurume, ainzi Josefa, weimba yaDhavhidhi; zita remhandara rainzi Maria.