Luke 1:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutumŋa akapinda kwaari, akati: Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe unewe!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa akasvika kwaari akati, “Kwaziwa, iwe wakanzwirwa nyasha zvikuru! Ishe anewe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!”
Shona 2009?
Mutumwa akapinda kwaari, akati: Hekanhi, iwe unodikamwa! Ishe \add u\add*newe, wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!”