Luke 1:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akavunduswa kwaɀo neshoko iro, akafuŋga kuti kukwazisa kwakaɗaro ndokweiko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maria akatambudzika zvikuru namashoko ake uye akashamiswa kuti kukwazisa kwakadai ndekworudzii.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakamukangaidza zvikuru kunzwa zvakadai, akashamiswa nazvo kuti kwaziso iyi inoreveyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akavhunduswa kwazvo neshoko iro, akafunga kuti kukwazisa kwakadaro ndokweiko.
Shona 2009?
Iye wakati achi\add mu\add*vona akatambudzika nokutaura kwake, akafunga mumoyo make \add kuti\add* kukwazisa kwakadai kunorevei.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akavhunduswa kwazvo neshoko iro, akafunga kuti kukwazisa kwakadaro ndokweiko.