Luke 1:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neni ʋo, ndakati ndanatso‐feya ɀose kubva pakutaŋga, ndakati ɀakanaka kuti ndikunyorerei ʋo nokuteʋedzanisa, imi Teofiro, makakurumbira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, sezvo neniwo ndakanyatsoongorora zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanakawo kuti ndikunyorerei imi Tiofiro mune mukurumbira, nhoroondo ndichinyatsotevedzanisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
neniwo, mushure mokunyatsotsvagisisa zvinhu zvose nemazvo, kubvira kumavambo azvo, ndakazviona chiri chinhu chakanaka kuti, ndikunyorerei rondedzero yazvo yakakwana, imi vaTeofiro vanoremekedzwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neniwo, ndakati ndanatsofeya zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanaka kuti ndikunyorereiwo nokutevedzanisa, imi Teofiro, makakurumbira;
Shona 2009?
Zvakavonekwa zvakanaka nokwandirivo, ndanyatsoongorora zvinhu zvose kubva pakutanga, kuti ndikunyorereivo nokutevedzanisa, imwi Teofiro, makakurumbira,
Shona SUB 2002 Bible
neniwo, ndakati ndanatsofeya zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanaka kuti ndikunyorereiwo nokutevedzanisa, imi Tiofiro, makakurumbira;