Luke 1:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa akati kwaari: Usatya Maria, nokuti wanzwirwa nyasha naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mutumwa akati kwaari, “Usatya, Maria, iwe wanzwirwa nyasha naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waMwari ndokupindura oti, “Usatye zvako Maria, nokuti Mwari afadzwa zvake newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa akati kwaari, “Usatya Maria, nokuti wanzwirwa nyasha naMwari.
Shona 2009?
Zvino mutumwa akati kwaari: Usatya, Maria; nokuti wawana nyasha kunaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa akati kwaari, “Usatya Maria, nokuti wanzwirwa nyasha naMwari.