Luke 1:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ucaʋa nemimba, ucaɀara mŋanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchava nomwana uye uchazvara mwanakomana, ugomutumidza zita rokuti Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwa, uchava napamuviri pauchapona mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, uchava napamuviri, uchazvara mwanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Jesu.
Shona 2009?
Zvino tarira, uchava nemimba, ugozvara mwanakomana, ugotumidza zita rake \add kuti\add* Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, uchava napamuviri, uchazvara mwanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Jesu.