Luke 1:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ucaʋa mukuru, ucanzi Mŋanakomana woWokumsoro‐soro; Ishe Mŋari ucamupa cigaro coʋushe caɓaɓa ʋake Davidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achava mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusoro-soro. Ishe Mwari achamupa chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye achava mukuru — mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro. Tenzi Mwari achamupa chigaro choumambo chababa vake Dhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye achava mukuru, achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro; Ishe Mwari achamupa chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi.
Shona 2009?
Iye uchava mukuru, iye uchanzi Mwanakomana woWokumusoro-soro; Ishe Mwari uchapa kwaari chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Iye achava mukuru, achanzi Mwanakomana woWokumusoro–soro; Ishe Mwari achamupa chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi.