Luke 1:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hakuneshoko raMŋari ricashaiwa simba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hakuna chinhu chisingagonekwi naMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti pana Mwari hapana chisingagonekwi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti hakuna shoko raMwari richashaiwa simba.”
Shona 2009?
Nokuti naMwari hakuna chinhu chisingagoneki.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti hakuna shoko raMwari richashaiwa simba.”