Luke 1:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kuguta reJudea;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo Maria akagadzirira ndokukurumidza kuenda kune rimwe guta romunyika yezvikomo yeJudhea,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kune rimwe guta rokwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kuguta reJudhea;
Shona 2009?
Zvino Maria akasimuka namazuva iwayo akaenda kunyika yazvikomo nokukurumidza, kuguta reJudhiya;
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kuguta reJudhiya;