Luke 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti muziʋe kuti mashoko amakadzidziswa ndeeɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti mugoziva chokwadi chezvinhu zvamakadzidziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti munyatsoziva idi rezvinhu zvamakadzidziswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti muzive kuti mashoko amakadzidziswa ndeezvokwadi.
Shona 2009?
kuti muzive chokwadi chezvinhu izvi zvamakadzidziswa.
Shona SUB 2002 Bible
kuti muzive kuti mashoko amakadzidziswa ndeezvokwadi.