Luke 1:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai ʋaShe waŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ini ndanzwirwawo nyasha seiko, zvokuti mai vaShe wangu vauye kwandiri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai vaIshe wangu?
Shona 2009?
Ko zvandibvira nepiko, kuti mai vaShe wangu vauye kandiri?
Shona SUB 2002 Bible
Zvaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai vaIshe wangu?