Luke 1:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maria akati: Mŋoyo waŋgu unokudza Ishe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maria akati: “Mwoyo wangu unokudza Ishe
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maria ndokubva atiwo;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maria akati, “Mwoyo wangu unokudza Ishe,
Shona 2009?
Maria akati: Moyo wangu unokudza Ishe,
Shona SUB 2002 Bible
Maria akati, “Mwoyo wangu unokudza Ishe,